Find by tag

kana maroorana zvino pinduruka

VASATI VAROORANA:
# John.... Ndikuona seuri kunonoka
# Mary.... Urikuda kuti ndiende?
# John.... Usafunge izvozvo
# Mary .... unondida here?
#John.... Zvakanyanya
#Mary.... wakambo danana nemumwe munhu here tiri tese?
#John.... kwete.
#Mary.... Uchagara neni nguva dzose here?
#John.... Nguva dzose ndikawana mukana
#Mary.... Uchandirova here?
#John.... kwete!
#Mary.... Ndovimba newe here?
#John.... Yeah!
#Mary.... mudiwa wangu....


VAZOROORANA: Verengai muchibva kuzasi kuenda kumusoro!!

Get nyambo in your inbox!