Find by tag

Tsano vachango pinda pa Whatsapp

Kana tsano vako vari vatsva pa WhatsApp unoona

7:30 typing...
8:00 typing...
8:30 typing...
9:00 typing...

Iwe unobva watanga kutya kuti asi madam vaka reporter kuhama dzavo kani? Tsano vanenge varikunyora mashoko makukutu!!
Ndoopaunozoona

Na 10:15 : ndeipu mikiwasha miri seu ne  mhuru

Get nyambo in your inbox!