Find by tag

Kisimusi kana munhu akachona

Kana uchida kuona kuti munhu haana marii, taura nezvechristmass uone ,unonzwa oti Haaa Christmas yamazuvano haichashamisiri ,yangofanana nemazuva ose Kkkkk 

Wobbva watoziya kuti MUNHU UYU HAANA CASH

Get nyambo in your inbox!