Find by tag

mbiri inongofamba kanai waita zvakashata

Pagrade 7 ndakabuda ne 4 units mbiri haina kufamba 
Form 4 ndakabuda ne 9a's hainazve kufamba 
A level kudoita 15 points kana 1 akataura nezvazvo 
Kutororwawo kuchata mbiri kana kufamba 

Nhasi ndarara muchurch kwakusura mbiri ndopoyo famba zvirikungonzi hona momz vekusura vaye

Get nyambo in your inbox!