Find by tag

chikafu chemu hotera

Woenda Holiday Inn woona menu yakanzi:
Salted white corn, rare jucy beans, garnished with rift potatoes & topped with organic unprocessed guacamole! - Price : $52,
'Wobva wa Order! Wobva waunzirwa, manhuchu ane nyemba, kotapeya nekambambaira paside ...

# Apo ndopaunatanga kuziwa kuti teacher we English akanga asiri munhu wekutamba naye.