Find by tag

mudzimai simbe asi shasha pane zvimwe

Ukaroora mukadzi wako ane usimbe  asi ari shasha pabonde, hama dzinoedza kupopota dzichikuudza zveusimbe hwake. Vamwe vanoti murambe, vamwe vanoti chino nechino asi iwe kuti uvaudze kuti ishasha pabonde zvinogumira parurimi. Unoguma wongoti " kungoti chete hamumuzivi!"