Find by tag

masasi ekupenga - shura mukombi

Shura raitwa mukombi nhasi. Chisikana kubvisa bra.. chikomana kuto bata bata mazamhu ndokutotanga kuyamwa zamhu kombi yakazara nevanhu paya.  Chisikana 25 years .. chikomana 3 months.. mangamatii

Get nyambo in your inbox!