Find by tag

kuvanda munhu wechikwereti

Ndini uyo ndiri paden nevana vangu ndakaona munhu we chikwereti achiuya asi kuti nditize zvanga  zvisingaiti. Ndakabva ndazvikwidibira nezi dish!!. 
Munhu we chikwereti akabvunza baba varipo here ZVIKANZI HAVAPO, zvikanzi kana vauya muvaudze kuti ndatora dish.