Find by tag

zvichaita kuti ndimuke chipoko

Mukazoona ndomuka chipoko_zvimwe zvacho ndeizvi
1.Kundiisa paprof pic ndafa
2.Kuchera guva zvakanyanya kudzika
3.Kuimba mchiita knge mktonakidzwa nekufa kwangu
4.Kudya rice parufu
5.Kuuya nemazifoni enyu muchindipikicha,ndipikichei izvezvi
6.Kuisa guva rangu kumapeto
7.Kunditi "famba zvkanaka"kuendepi?
8.Kusanamatira kt ndimuke
9.Kundidongorera paboard viewing uri kure
10.Kungoseka seka panhamo yangu 

Get nyambo in your inbox!