Find by tag

mukwasha anokara

Kukara zvakunoita so...

Mukwasha  ndichatokubikirai nemusoni hamunamuriwo ,ko,shiri  munodya here ?

Mukwasha: pazvinhuzvose zvinobhururuka chandisingadyi  indege chete.