Find by tag

Mitemo yevanenge vauya kuzoona bhora (World Cup 2018)

Guys ngatigare taonesana,kune avo vachange vachionera World Cup kungava kuma next door or kwa bhururu wako,

  1. Be early, at least 15 minutes from kick off, zvekuzosimuka tichikuvhurirai door iro bhora ratanga hazvinyatsoita,
  2. Ibvai Madya kudzimba dzenyu,
  3. Kana mukasvika vana varara pa sofa please siyai vakadaro,
  4. Kana yave halftime musati forcer kuchinja channel, hanzi ngatimboonei kuti ku 'Zee World' kunei,
  5. Musapinda nemasocks anonhuhwa better kutogeza tsoka musati mapinda,
  6. Morega kupota muchiisa ziso kunana madam vedu. Ziso ngaritarise tv chete!

Get nyambo in your inbox!