Find by tag

world cup yadzoka, hondo iya yatanga zvakare

Hondo iya yekuona Soccer World Cup nema wives is by the corner varume.Get ready!kkkk

Wyf; swetie Ko uyo akapfekerei zvakasiyana nezvevamwe?
Hubby: ndikeeper anogara pagedhi
After 5 min
Wyf: Ko keeper uye zvaava kumhanya mukati asiya gedhi naani?
Hubby: uyu ndireferee haasi keeper
Wyf,: saka referee anoita basa rei?
Hubby: ndiye ano controller game.
After ,10 min
Wyf: Ko referee uye zvaamira paraini futi?
Hubby: uyu ndiassistant referee kana kuti linesman
Wife: asi arikuda kusabhura referee ari mukati?
Hubby: No anoshandira paline ipapo.
After 30 seconds
Wife: saka mureza waasimudza uwo iflag yekunyika ipi?
Hubby: Nhai Mwari ndaparei nhasi, uku team yangu irikurohwa .. uku ndirikubvunzwa zvisina maturo