Find by tag

Zimbabwe is open for business - mbanje

Nhai pane angazivawo here kuti pa one hectare yembanje panopinda masaga mangani efertilizer uye kuti tiri kutengesera kwaboka here kana kumadison

Ndoda kumhanyidzana nenguva.

Thanks kune vachabatsira 

#Zimbabwe is open for business