Find by tag

mukoma weku munda

Unenge uchifamba nebby uchirinyenga rakutoda kukubvuma, wobva wasangana netuvana tuma grade 1, kwamwe kobva kati uyu ndiye mukomana anomamira mumunda medu,