Find by tag

Guys ngatigare taonesana,kune avo vachange vachionera AFCON NE COSAFA kungava kuma next door or kwa bhururu wako, 1) Be early at least 15 minutes from kick off, zvekuzosimuka tichikuvhurirai door iro bhora ratanga hazvinyatsoita. 2) Ibvai madya kudzimba dzenyu, hatina chikafu chekukupai 3) Kana mukasvika vana varara pa sofa please siyai vakadaro, vari kumba kwavo. Imi garai pasi. Or uya nekachituro kako. 4) Kana yave halftime musati forcer kuchinja channel, hanzi ngatimboonei kuti ku zee world kunei. 5) Huyai makapfeka majuzi enyu, hatidi kuzokumbirwa edu. 6) Hatina public toilet, enda kutoilet kwako usati wauya,munonetsa nekumononora matissue edu maBabysoft anodhura. 7) Usakumbire kumbire mvura yekunwa uchifunga kuti uchapiwa juice or beer, hapasi pa-sports bar pano. 8) Usashereketa pasofa, unosvibisa nekuunyanidza micheka yedu 9) Team ikagowesa usa jamba jamba pamasofa anozotyoka 10) Usauye nevhuvhuzela, unotiitira noise 11) Kana usinga sapoti team yekwawaenda usafarise kana yako wagowesa,farira mukati. 12) Bhora richingopera Ibvai maoneka,tinenge takurara.

Get nyambo in your inbox!