Find by tag

*_Ndaipa yambiro kuvana komana vangu, madam vakateerera, ndikati, vanangu pakuroora mukaita munyama wekutongwa nevakadzi, Mai venyu ava vanofa vachitambura sezviri kuitawo Mai vangu kumusha uko. Imba yose yakati ziiiiiii INI ndokubuda hangu๐Ÿšถ๐Ÿฟ๐Ÿšถ๐Ÿฟ๐Ÿšถ๐Ÿฟ๐Ÿšถ๐Ÿฟ๐Ÿšถ๐Ÿฟ๐Ÿšถ๐Ÿฟ_*

Get nyambo in your inbox!