Find by tag

Ndapinda mune kamwe ka take away hanzi nevamwe Rasta sister ndipeiwo sadza ne stonyeni πŸ™†πŸ½β€β™‚vanhu vese vabata msoro kana neniwo ndatoti yohwe!Zvikanzi nasister imi rasta kwanai ndochii ichocho zvikanzi naRasta sadza nebeans kaa πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ kana ndimiwo beans ndoo stonyeni?

Get nyambo in your inbox!