Find by tag

Ukaswera pagrowthpoint kumusha unoita kunge waswera paZoo. Unenge uchingonzwa kuti, Maswera sei Nzou Ndeip Shumba Mhofu ndikatireiwo fodya Mbizi vadhakwa Garwe vana vakadii kumba? Shiri mabuda nepiko? Gudo Mukanya ndasangana nevadzimai venyu apo Mhumhi hamusi kutenga doro Hwai indaa kunyarara Mbeva nhasi vakachena. . Unotogaya kuti uri paLion and cheetah Park

Get nyambo in your inbox!