Find by tag

barika ma 1

Mumwe murume some where kumaruzevha uko waiva nevakadzi 4, mukadzi no" 3 waiita basa rekuti manheru vamwe varara oenda kutoilet apedza ouya otsetserera (kupukusira) mumadziro edzimba dzevamwe saka vakazomurongera size inokwana ndobva vamuisira razor, semunhu unemadhiri ake azvina kunonoka ndobva zvapedzerana magaro nerazor. mubarika mune zvese.

Get nyambo in your inbox!