Find by tag

Rice kutoilet (honye)

Sezvo toilet yavo yazara kamwana kepa nextdoor kaendako kachangosvika kachibva kati "mhamha"!!!
Amai- "yes mwanangu"!!
Boy-  "kune rice"!!!!
Amai- "pfutseki ibvako"!!!
Boy-  "ndouya nayo here"!!!! 
Kutsonga kufa amana after 17 yrs dzinonga dzakutonzi baba, pamwe newe ndizvo zvawaiitaowo futi. saka uri kusekei?

Get nyambo in your inbox!