Find by tag

เผบ*Ndasuwa kusimbisa vana vechikoro nenhema!!* ```Mupfanha๐Ÿ‘ซ๐Ÿผ takadzidza Kumapurazi kwekuti tiri pakati pekunyora ma notes๐Ÿ‚ mombe yaipinda yonanzva board. ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ```` Vafanha munotouya musina homework muchiti kwakusina ๐Ÿ”ฎmagetsi saka hatina kuita study..vapfana isu taiverenga nemheni... ikati vayiiiโšก worova 2pages. เผป๐Ÿ‘‹๐Ÿฝ๐Ÿ™†๐Ÿฝโ€โ™€๏ธ

Get nyambo in your inbox!