Find by tag

2015 ndakaenda paimwe pentecostal church. Shavi rekuba rikandibata ndiri mu church ndikaba ma Mic ndikaisa muhomwe yemukati me jacket . Ndakano zevezera kumfana wangu kuti "ndaba ma Mic ngatitizei." Ko ndazivei kuti aive ma cordless Mic. Mazi speaker ose kudairira kuti "ndaba ma Mic ngatitizei." I ddnt kno kuma church kunorohwa vanhu kaini😲😲😲.

Get nyambo in your inbox!