Find by tag

Rimwe gore tenge takudza vapfanha kuti dzidzai nesimba isu takanyora exam nguva yecorona virus..... muna 2020.... 👏maoko achisvedza ne sanitizer 😷uku uchitadza kufema nemask 😞pasinga kopeke nesocial distancing 😲ukakosora wobuditswa wombonoongororwa nguva ichienda zvairwadza asi takangopasa 😀😀😀😀

Get nyambo in your inbox!