Find by tag

mukadzi wangu uchaita sei ndafa?

Murume:ko kana ndikafa unoita sei?
Mukadzi: Ndoroorwa nemumwe murume
Murume:ko pfuma yangu unoita sei nayo?
Mukadzi:ndodya nemurume anenge andiroora
nekuti anenge achitichengeta nevana
Murume:Ko suit nehembe dzangu unodii nadzo
Mukadzi:Ndodzitengesa
Murume:nemhaka yei?
Mukadz:nekuti mupfupi haadzikwane.

Get nyambo in your inbox!