Find by tag

mhuka inomanya chaizvo

Kamwe kamwana kaka bvunzwa na teacher kuti: "ndeipi mhuka inomhanya chaizvo?" 
Kaka davira kachiti: "CHIKOMBA. Daddy vangu vakatadza kuchibata nezuro vasvika chakarara pamubhedha ende chine muswe kumberi"

Get nyambo in your inbox!