Find by tag

Gogo vakaura jaya re 25yrs

Magistrate ~ Nhai gogo mune makore mangani,
Gogo - 85 mambo wangu
Magistrate - saka zvakafamba sei kuti musvike pakuuraya jaya rine makore 25?
Gogo - kakomana aka kakauya ndigere zvangu, ndokundi mbundikira zvinoronyoro, ropa rangu ndokumhanya. Kakabva kapuruzira mazamu ndakatanga kumerera muviri wese, ndokubva kanditsvoda ndinzwe bvunzi rangu kumira richiti nyaunyau...ndokubva kanditakura ndokundiwisira pamubheda ndakanzwa kumhanyamhanya mudumbu nemufaro...hapano kabvisa bhurugwa rangu ndikadikitira nekunyorvera netarisiro...ndopakakabva kati "Happy April Fools Day!"
Kana ndimiwo magistrate maiti ndaigodiniwo pakadaro? Ndakamuuraya ipapo ipapo!!!