Find by tag

vanhu vakabvepi?

Little girl asks her mom, "nhai mhamha, vanhu takabva kupi?"
Mum, "vanhu vakatanga vari makudo. Ndokubva vatanga kushanduka zvishoma kusvika vave vanhu, muchazvidzidza kuchikoro."
The little girl wanted a better elaboration from her father and she asked him. 
"Nhai daddy vanhu vakabva kupi?"
Dad - "Munhu akasikwa namwari. Kwakatanga kusikwa Adam naEve, ndivo vakazobereka vanhu vese". 
Daughter - "ko inga mhamha vati vanhu vakabva kumakudo?"
Dad - "Ini ndakuudza kwakabva family yedu, mhamha vako vakuudza kwakabva family yavo."

Get nyambo in your inbox!