Find by tag

Repu kesi

Pane mumwe murume ange abatwa nemhosva yekurepa mukadzi saka mapurisa aka svika kwaari ndokuti "baba mabatwa nemhosva yerape". 
Murume uya akapindura achiti "murikutaura rape ipi yacho?".
"Muri kutaura rap yarap music, kana kuti rape yarape muriwo kana kuti rape yokurepa
mukadzi?".