Find by tag

Makumbo akawandisa

Vamwe blaz vakaenda ku pet shop vakati ''i want something special, thats rare, thats exclusive'' 
Akanzi: ''pane imbwa inohukura national anthem'', akati kwete. Ndokunzi ''pane tsoko inogona kuverenga nekunyora'' akati kwete.
Pakazonzii ''pane zongororo rinoita mabasa ese emumba'', akati ''ndipei!''

Asvika kumba akati "zongororo, geza ndiro, wotsvaira nekukorobha mumba mese''. After 30 mins imba was spotless. Akabva ati ''timba nekudiridza garden'', very fast zongororo anga apedza, mface was impressed, akati ''horaiti chienda shops unotenga zvinhu zve b/fast".

Mface akamira 1hr, no zongororo, 2 hrs still no zongororo, after 3hrs akafunga kutevera shops, paakavhura door akawona zongororo akagara pasi akaribvunza nehasha ''ko iwe 
ndakutuma kudhara uchiri kuitei?"
Zongororo akati ''ita steady mhani, ndichiri kupfeka bhutsu MAKUMBO AKAWANDISA!"

Get nyambo in your inbox!