Find by tag

Chinoz ninja circumcision

President we China akaita competition yekuda kuona the best ninja pasi rese. Saka pamaninja ese akaenda ikoko, pakasara 3 vanga vakapenga: weku Japan, mumwe weku England and
Chinoz from Africa.

Vakanzi do your best trick ndobva vakapiwa mosquito. Weku England akakanda mosquito ndokutora sword rake ndiye," ....... Whoooooooooosh, whooooosh!!" mosquito yakadonha pasi in 3 pieces!

Weku Japan akati I can do beta than that ndoku kandawo mosquito mudenga ndiye," Whooooosh,Whooooosh,whoooooosh , whooooosh!!" and the mosquito fell in 4 pieces...... wedu 

Chinoz akambomira achigaya kuti oita sei, ndokukanda mosquito mudenga ndiye "Whoooooosh aaaaaaaaaaya whoooooooooooosh!!" but mosquito yakaramba ichibhururuka.

President vakatsamwa vakati "what is this!"
Chinoz akapindura achiti, "Mukanyatsotarisisa, you will see kuti the Mosquito has been circumcised!!!"

Get nyambo in your inbox!