Find by tag

Ndinga dai ndabuda mujere nhasi

Mukadzi akapinda mukitchen ndokuona murume akagara pachair akatarisa pacalendar misodzi ichierera. zvikanzi: 
Mukadzi: "Ko chii nhai sweety?"
Murume: "Uchiri kuziva here tichiri mkomana nemusikana paya patakabatwa nababa vako, pavakanditi ndisarudze pakati pekukuroora kana kuti ndiende kujeri kwe10years.?"
Mukadzi: "Hoo, ehe ndapaziva. Ko mazvifunga sei izvozvo?"
Murume: "Ndiri kudemba kuti dai ndakangoshingirira, ndingadai ndabuda mujeri nhasi."

Get nyambo in your inbox!