Mukadzi akanzi ape speech parufu rwe murume wake...akati...the devil is a LIAR !! Vanhu vese vakati AMEN !...akati...Satan atora murume wangu... BUT HE IS A LIAR MHANI.
vanhu...vakati AMEN....akati ..IN THE NAME OF JESUS,,,MANGWANA CHAIYE NDINENGE NDANE MUMWE....vanhu vakati ziiii