Find by tag

chinoz - sangweji

chinoz akabatwa paborder achida kusmuggler chipembere kuti apinde nacho mujoza.
nekukurumidza chinoz akatora ma slice maviri echingwa ndokunamatidza 1 kumagaro echipembere then imwe pamberi nechepamhuno chaipo.
mapurisa akabvunza chinoz kuti ko iyi yaa yipi manje zvakanzi na chinoz "Wakatanga riinhi mutemo wekuudzira vanhu nyama dzekuisa pakati pechingwa, ndisiyei ndipinde ne sangweji yangu".

Get nyambo in your inbox!