"Touch is a move", mwana akadeedzera kunababa vake mushure mekunge vabata kanyama kadiki mundiro yavaidya nemwana wavo.
Mundiro mainge masara nhengo mbiri hombe neduku. Baba vakatora kanyama kaye ndokuisa pamusoro pehombe .
"Ko baba makuita sei"kamwana kakabvunza kakatyamara.
"Ndabuda bhobho waruza" mudhara vakapindura kumwana