Find by tag

Murwere wekuda mazai

Zvinoita munhu kana arwara akomana zvakaoma. 
Vamwe mai vakaenda koona murume wavo ainge arwara muchipatara. Vakamuigira mazai akakafraiwa zvakanzi nemurume wacho: "handisikuda akafraiwa dai mauya neakaboiliswa".
Mangwana mukadzi uya ndokuuya neakaboiliswa zvakanzi "aiwa dai mauya neakafraiwa ".
Ava mangwana acho mukadzi uya ndokuuya neakafraiwa neakaboiliswa zvakanzi nemurume wacho: "aiwa, amafraya aya dai ariwo amaboirisa aya akaboiler dai ariwo amafraya".

Get nyambo in your inbox!