Find by tag

kare mari yaitenga chaizvo!

Unonzwa vakuru vachiti kare mari yaitenga chaizvo! Ende zvinhu zvanga zvakanaka! Asi chinoshamisa ndechekuti unonzwa vachiti taienda kuchikoro  nemangayi, maheu, kudya sadza nemhodzi dzemanhanga...
Unotoshaya kuti mari yacho yaitenga mangayi here.