Find by tag

Rufu rwaComrade Castle

Va Pilsner mutauri mukuru we National Breweries vanokuzivisai nezverufu comrade Castle,comrade Castle vanofungidzirwa kuti vakadhonha kubva pa hwaro hwechitatu hwe deep freezer uko vainge vashanyira shamwari kadzi yavo Black label.

Vanwi vose muri kukokwa kuzoviga gamba iri kumarinda eBohlingers cemetery ne mugovera, mutumbi wa comrade Castle uchatakurwa mangwanani emusi we svondo uchiendwa nawo ku CHIBUKU chapel uko comrade Barrameda vachapa mashoko ekukumikidza mushakabvu comrade castle.

Mutumbi wa comrade Castle uchazotakurwa munguva dze tatu uchiendwa nawo ku Dry Boots cemetry uko uchanovigwa ne mauto uye doctor kachasu vachipa ruremekedzo rwe gamba.Comrade castle vasiya mudzimai Eagle lager nevana vaviri Chateu na Amarula

Get nyambo in your inbox!