Find by tag

Ko makamuka rinhi?

  • Helo, helo ndiani?
  • Imi ndimi ani mondibvunza kuti ndiani pafoni yangu?
  • Ndaona number dzako mufon yemurume vangu?
  • Yakanzi ani
  • Abby...
  • Saka mamuchibvunzirei maona zita?
  • Ndokumbirawo usiyane nemurume vangu..
  • Hoo makamuka rinhii?
  • Kubva kupi?
  • Kumakuva,murume venyu akati makafa? Aitondinyengawo ndikamuramba ndichiti handidanane nevanhu vakafirwa manje zvamuri vapenyu ndakutomuda 

Get nyambo in your inbox!