Find by tag

Murume achitengera mukadzi wake Bra

Ko yemazamu iyi pakazopinda vamwe blaz muBotique ndokuti "Ndirikudawo bra yaMadam vangu. Asi handizivi kuti vanopfeka size ipi. I just want to surprise her" Zvikanzi naShop owner. "Hazvinetse, ane mazamu anenge maPaw paw here?" zvikanzi "Kwete, maPaw paw akurisa" zvikanzi "ko maOrange?" zvikanzi "kwete, maOrange akurisa zvakare." zvikanzi "semazai?" Zvikanzi "exactly, semazai, but ari maFried".

Get nyambo in your inbox!