Find by tag

Takasangana kupi?

Kid: Nhai baba, maka zvarirwa kupi?
Dad: Harare
Kid: Ko mama?
Dad: Goromonzi
Kid: Ini?
Dad: Chitungwiza
Kid: Saka takasangana kupi?

Get nyambo in your inbox!