Find by tag

Tiri kuendepi tisina kugeza?

Ndakakwira kombi nevamwe amai nekamwana kavo, kombi yese yati zii kamwana ndokuti "mama tirikuendepi tisina kugeza?"

Get nyambo in your inbox!