Find by tag

Fembera fembera

baba vanoita ma jokes nemwana vasvika kumba fembera fembera kuti ndakuigirei mwanangu mwana anoti masweets daddy voti nzvee ndakuigira mabook mwana anodaroo kuna baba vake daddy fembera fembera kuti pasi pemubhedha panei daddy voti bhutsu mwana oti nzvee panasabhuku

Get nyambo in your inbox!