Find by tag

Interview yemunhu ari kutsvaka basa ne demo

Unomunyima sei basa akadai uyu......
In an interview:

Q: Vakuru, basa riripano nderekutema nekugobora miti, manje hameno kana makamboriita before because rinoda physical fitness, makamboshandawo here basa rakadai?
A: Yah, ndobasa rangu chairo, ndakarishanda kwemakore.
Q: Maishanda kupi?
A: Ndakasevenza ku, ku, ku, kwainzi ku, ku Kalahari Forest, ku Botswana.
Q: Do u mean 2 say Kalahari desert?
A: Heya imi munoziva rava desert ka? Raiva sango rese riya, tisu takaritema kusvika rizonzi desert.
Q: So for how long did u work there? I mean your experience?
A: 34 years!
Q: How old are you?
A: Ndine 28 years.
Q: So how come kuti your work experience is more than your age?
A: Ndairova maovertime

Get nyambo in your inbox!