Find by tag

Light rino pfuta rega

Mumwe muface aiwanzosvika paden akavharwa nekwibu (gas) every day, saka aiti
pese paaibuda achivhaya kutoyazi light raibva rangobaka rega, saka izvi
zkakaitika kwemazuva achibva ati regai ndimbosasa magen'a epaden, achibva aona
vanhu vatoshatitrwa zvikanzi,"saka ndiwe urikuitira weti mufridge nhai?"

Get nyambo in your inbox!