Find by tag

Unganditi Chihuta?

Vasvika pagedhe rasahwira wavo mudzimai ndoku bvisa seat belt akati....
Mudzimai: Chihuta
Murume : haa pfutsek mhani iwe unganditi chihuta inini.
Mudzimai: kozvaitaseiko nhai baba ridzai huta tivhurirwe gedhe.

Get nyambo in your inbox!