Find by tag

Ungazondibira mari yangu

Murume: huyakuno
mukadzi: kuzodii?
Murume: itazvanda taura
mukadzi: ndauya
murume: bvisa bhurugwa
mukadzi: ndabvisa
murume: chiuya pano pamubhedha 
mkadzi: ndauya 
murume: ndibatsire kuverenga mari yangu iyi
mkadzi: saka ndozvandabvisira bhurugwa rangu
murume: ehe ungangondibira imwe uchiisa mubhurugwa.

Get nyambo in your inbox!