Find by tag

Usandinetse ndakuda kurara

Wife: Perfume yemukadzi yamuri kunhuwa maitorepi
Husband: Ndagumwa naamai vandanga ndakagara navo mukombi
Wife: Ko Lipstick iri pamuromo maiwanepi?
Husband: Ndaiwana kuna amai Julie pandanga ndichivakorokotedza
kupasa kwavakaita ku night school
Wife: Koma used condom ari muhomwe
Husband:Siyana neni ndakuda kurara
Wife: But hazvisi fair isu tikashandisa hatimbouya nawo kumba
Husband: Watiii?
Wife: Usandinetse ndakuda kurara

Get nyambo in your inbox!