Find by tag

Musachapa vana nyama yehuku

Mai vaigara vachibikira vana vavo huku everyday. Zvikanzi nemwanasikana: ndakuda kuudza mama vasatibikire huku.
Mukomana: ko nei?
Musikana: ndakubuda mambava ehuku kuchinhu changu.
Mukomana: aaaah ndaiti ndini ndega hona oooh( kachideredza bhurugwa)
Musikana: ehe nhai manje wewe watova nechimutsipa chehuku.
Mukomana: mutsipa wega here bata uchidzika uone kwatova nemazai 2.
Musikana :ehe sure nhai manjemanje unenge wakutokandira

Get nyambo in your inbox!