Random
Community
Find by tag
Mbavha yaka hwanda mu mortuary
Pane imwe mbavha yaimhanyiswa nemapurisa. Yakabva yamhanyira mumortuary ikarara paside nezvitunha.Mapurisa vakapinda mumortuary muye ndokutarisa-tarisa asi havana kuiona. Mumwe mupurisa akabva adaidzira kuti "vakafa vese simudzai maoko tione" Mbavha yakabva yasimudza ruoko.
Mapurisa (ZRP)
mbavha
chitunha
mortuary
Featured Tags
tezvara
dofo
mheni
manose
mai
zimbabwe vs senegal
kudhonha
mudhara
android foni
chikoro
barika
kunyima
mukadzi
musikana
tezvara
mushonga
Doves
phone
chikoro
bhawa
chikoro
murume
church
firiji
mukadzi
rudo
mushonga
church
zimra
whatsapp
Chris Mutsvangwa
big brother zanu pf
murume
phone
Kwese TV
bocha
musikana
gore rezvidzidzo
nhamo
chikoro
mwana
Gamatox
vapositori
Big Brother Zanu PF 2017
mari
mari
masasi ekupenga
hure
chipatara
dofo
Get nyambo in your inbox!