Find by tag

mavaiteiko baba vafenda?

Mai vakaenda nemurume wavo kuchipatara 
Doc: Mai murume wenyu aita heart attack. Muwanano zvoda kunzwisisana. Asi mamuitira chimwe chikomba here?
Mai: Aiwa Doc, ndafumovaudza kuti chihuta chaenda.

Get nyambo in your inbox!